RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 24:27
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 27 akati: “Jehovha Mwari watenzi wangu Abrahamu ngaarumbidzwe,+ asina kurega kuitira tenzi wangu mutsa worudo nokuvimbika. Ini ndiri munzira, Jehovha anditungamirira kuimba yehama dzatenzi wangu.”+

  • Jobho 42:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Zvino Jehovha akachinja kutapwa kwaJobho+ paakanyengeterera shamwari dzake,+ Jehovha akapawo Jobho zvinhu zvaaimbova nazvo zvose, zvapetwa nekaviri.+

  • Pisarema 25:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Makwara ose aJehovha mutsa worudo nechokwadi

      Kune vaya vanochengeta sungano+ yake nezviyeuchidzo zvake.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe