RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Samueri 25:25
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 25 Ndapota, ishe wangu ngaarege kuisa mwoyo wake pamurume uyu pasina,+ iye Nabhari, nokuti zvakaita zita rake, ndizvo zvaakaita. Zita rake ndiNabhari, uye upenzi huri maari.+ Ini murandasikana wenyu, handina kuona varume vashe wangu vamanga matuma.

  • Zvirevo 27:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 Kunyange ukadzvura benzi nomutsi muduri kuti ritsetseke, pakati pezviyo zvakabanzuka, upenzi hwaro hahuzobvi pariri.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe