1 Madzimambo 4:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Soromoni akava mutongi paumambo hwose, kubvira kuRwizi+ kusvikira kunyika yevaFiristiya uye kusvikira kumuganhu weIjipiti. Vaiuya nezvipo, vachishandira Soromoni mazuva ose oupenyu hwake.+ VaFiripi 2:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 kuti muzita raJesu mabvi ose apfugame, evaya vari kudenga nevaya vari panyika nevaya vari pasi pevhu,+
21 Soromoni akava mutongi paumambo hwose, kubvira kuRwizi+ kusvikira kunyika yevaFiristiya uye kusvikira kumuganhu weIjipiti. Vaiuya nezvipo, vachishandira Soromoni mazuva ose oupenyu hwake.+
10 kuti muzita raJesu mabvi ose apfugame, evaya vari kudenga nevaya vari panyika nevaya vari pasi pevhu,+