Genesisi 15:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Pazuva iroro Jehovha akaita sungano naAbramu,+ achiti: “Ndichapa vana* vako nyika ino,+ kubvira parwizi rweIjipiti kusvikira kurwizi rukuru, rwizi rwaYufratesi:+ Eksodho 23:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 “Ndichaisa muganhu wako kubvira kuGungwa Dzvuku kusvikira kugungwa revaFiristiya uye kubvira kurenje kusvikira kuRwizi;+ nokuti ndichaisa vagari vomunyika yacho muruoko rwako uye chokwadi uchavadzinga pamberi pako.+ Dheuteronomi 11:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Nzvimbo dzose dzichatsikwa netsoka dzenyu dzichava dzenyu.+ Muganhu wenyu uchava kubvira kurenje kusvikira kuRebhanoni, kubvira kuRwizi, irwo rwizi rwaYufratesi, kusvikira kugungwa rokumavirira.+ 2 Samueri 8:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Dhavhidhi akarwisa Hadhadhezeri+ mwanakomana waRehobhu mambo weZobha+ paaienda kunotongazve kurwizi rwaYufratesi.+ 1 Makoronike 19:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 VaSiriya pavakaona kuti vakanga vakundwa+ nevaIsraeri, vakatuma nhume, dzikauya nevaSiriya vaiva munzvimbo yoRwizi,+ vachitungamirirwa naShofaki mukuru weuto raHadhadhezeri. Pisarema 72:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Achatonga vanhu kubvira kugungwa kusvikira kugungwa+Uye kubvira kuRwizi+ kusvikira kumigumo yenyika.+
18 Pazuva iroro Jehovha akaita sungano naAbramu,+ achiti: “Ndichapa vana* vako nyika ino,+ kubvira parwizi rweIjipiti kusvikira kurwizi rukuru, rwizi rwaYufratesi:+
31 “Ndichaisa muganhu wako kubvira kuGungwa Dzvuku kusvikira kugungwa revaFiristiya uye kubvira kurenje kusvikira kuRwizi;+ nokuti ndichaisa vagari vomunyika yacho muruoko rwako uye chokwadi uchavadzinga pamberi pako.+
24 Nzvimbo dzose dzichatsikwa netsoka dzenyu dzichava dzenyu.+ Muganhu wenyu uchava kubvira kurenje kusvikira kuRebhanoni, kubvira kuRwizi, irwo rwizi rwaYufratesi, kusvikira kugungwa rokumavirira.+
3 Dhavhidhi akarwisa Hadhadhezeri+ mwanakomana waRehobhu mambo weZobha+ paaienda kunotongazve kurwizi rwaYufratesi.+
16 VaSiriya pavakaona kuti vakanga vakundwa+ nevaIsraeri, vakatuma nhume, dzikauya nevaSiriya vaiva munzvimbo yoRwizi,+ vachitungamirirwa naShofaki mukuru weuto raHadhadhezeri.
8 Achatonga vanhu kubvira kugungwa kusvikira kugungwa+Uye kubvira kuRwizi+ kusvikira kumigumo yenyika.+