Zvirevo 12:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Munhu ane njere anovanza zivo,+ asi mwoyo yemapenzi ndiyo inoshevedzera upenzi.+ Isaya 30:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 vakati kune vaiona, ‘Musaona,’ uye kune vaiva nezvavairatidzwa, ‘Musaona zvinhu chero zvipi zvazvo zvakarurama nokuda kwedu.+ Titaurirei zvinhu zvinofadza; onai zvinhu zvinonyengera.+ Hosiya 12:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 “Efremu anodya mhepo+ uye zuva rose anodzinganisa mhepo yokumabvazuva.+ Anowanziridza kureva nhema nokupamba.+ Vanoita sungano neAsiriya,+ uye vanoenda kuIjipiti nemafuta.
10 vakati kune vaiona, ‘Musaona,’ uye kune vaiva nezvavairatidzwa, ‘Musaona zvinhu chero zvipi zvazvo zvakarurama nokuda kwedu.+ Titaurirei zvinhu zvinofadza; onai zvinhu zvinonyengera.+
12 “Efremu anodya mhepo+ uye zuva rose anodzinganisa mhepo yokumabvazuva.+ Anowanziridza kureva nhema nokupamba.+ Vanoita sungano neAsiriya,+ uye vanoenda kuIjipiti nemafuta.