4 Asi mambo weAsiriya akaziva kuti Hoshea aida kumukira,+ pakuti akanga atuma nhume kuna So mambo weIjipiti,+ akarega kuendesa muripo kuna mambo weAsiriya sezvaaiita makore akanga apfuura. Nokudaro mambo weAsiriya akamuvharira, akaramba akamusunga muimba yevasungwa.+