RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 2:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 Pazuva iroro munhu wepanyika achakandira midune nezviremwaremwa vanamwari vake vesirivha vasina zvavanobatsira navanamwari vake vendarama vasina zvavanobatsira vavakanga vamugadzirira kuti akotamire,+

  • Jona 1:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Vafambisi vengarava vakatanga kutya, mumwe nomumwe akashevedzera kuna mwari wake+ kuti vabatsirwe. Vakaramba vachikanda zvinhu zvaiva mungarava mugungwa, kuti vairerutsire.+ Asi Jona akanga apinda mukatikati mengarava yacho, akabva arara, akafa zvake nehope.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe