RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Makoronike 25
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

2 Makoronike 25:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 14:1
  • +2Mad 14:2

2 Makoronike 25:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 12:32
  • +1Mad 8:61; 11:4; 2Mad 14:3; Pis 78:37

2 Makoronike 25:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 9:6; Eks 21:14; Nu 35:31
  • +2Mak 24:26
  • +2Mak 24:25

2 Makoronike 25:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 24:16
  • +Eze 18:20
  • +Eze 18:4
  • +2Mad 14:6

2 Makoronike 25:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 27:1
  • +Eks 18:25; 1Sa 8:12; 1Mak 13:1
  • +Dhe 1:15
  • +Nu 1:3
  • +1Mak 12:24; 2Mak 11:12
  • +2Mak 32:5

2 Makoronike 25:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 13:1
  • +2Mak 13:16; 19:2

2 Makoronike 25:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 24:10
  • +2Mak 14:11; 20:6; Pis 33:20
  • +Jer 18:23

2 Makoronike 25:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 14:1
  • +2Mak 25:6
  • +1Sa 2:7; Zvi 10:22; Hag 2:8

2 Makoronike 25:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 19:43; Zvi 29:22

2 Makoronike 25:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 8:13; Pis 60:mashoko ekusuma
  • +2Mak 20:10
  • +2Mad 14:7

2 Makoronike 25:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Obh 3; Mab 1:18

2 Makoronike 25:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 25:9
  • +1Mad 16:24, 29
  • +1Mad 9:17; 2Mak 8:5

2 Makoronike 25:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 28:23
  • +Eks 20:3; Dhe 7:5, 25
  • +Eks 20:5
  • +2Mak 28:25; 34:25

2 Makoronike 25:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 24:20; Jer 2:5
  • +Pis 96:5
  • +Pis 115:8; Isa 46:2; Jer 10:5; 1VaK 8:4; 10:20

2 Makoronike 25:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 16:10; 18:25
  • +Zvi 9:7; 15:10; Isa 30:10; 2Ti 4:3
  • +Eze 18:26
  • +1Sa 2:25
  • +Zvi 29:1

2 Makoronike 25:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 14:8
  • +Zvi 20:3

2 Makoronike 25:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 14:9
  • +1Mad 4:33
  • +Vat 9:8
  • +Pis 80:13

2 Makoronike 25:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 25:11
  • +Dhe 8:14; 2Mak 26:16; 32:25; Zvi 16:18; 28:25; Dha 5:20; Ha 2:4
  • +Zvi 29:23; Jer 9:23
  • +Zvi 12:15
  • +2Mad 14:10
  • +2Mak 35:21

2 Makoronike 25:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 12:15; 2Mak 22:7
  • +2Mak 25:14

2 Makoronike 25:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 14:11
  • +2Sa 2:14; 2Mak 25:17
  • +Jos 21:16; 1Sa 6:9, 19

2 Makoronike 25:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 14:12
  • +1Mad 22:36

2 Makoronike 25:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 25:8
  • +2Mad 14:13
  • +Ne 8:16; 12:39
  • +2Mak 26:9; Jer 31:38; Zek 14:10

2 Makoronike 25:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 7:51; 15:18; 2Mad 25:15; 2Mak 12:9
  • +1Mad 14:26; 2Mad 24:13
  • +2Mad 14:14

2 Makoronike 25:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 14:1
  • +2Mad 14:17
  • +2Mad 13:10; 14:15

2 Makoronike 25:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 12:15
  • +1Mad 14:29; 2Mad 12:19
  • +2Mad 14:18

2 Makoronike 25:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 12:20; 15:10; 21:23
  • +Jos 10:31; Mik 1:13
  • +2Mad 14:19

2 Makoronike 25:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 14:20
  • +1Mad 2:10; 11:43

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

2 Mak. 25:12Mad 14:1
2 Mak. 25:12Mad 14:2
2 Mak. 25:2Dhe 12:32
2 Mak. 25:21Mad 8:61; 11:4; 2Mad 14:3; Pis 78:37
2 Mak. 25:3Ge 9:6; Eks 21:14; Nu 35:31
2 Mak. 25:32Mak 24:26
2 Mak. 25:32Mak 24:25
2 Mak. 25:4Dhe 24:16
2 Mak. 25:4Eze 18:20
2 Mak. 25:4Eze 18:4
2 Mak. 25:42Mad 14:6
2 Mak. 25:51Mak 27:1
2 Mak. 25:5Eks 18:25; 1Sa 8:12; 1Mak 13:1
2 Mak. 25:5Dhe 1:15
2 Mak. 25:5Nu 1:3
2 Mak. 25:51Mak 12:24; 2Mak 11:12
2 Mak. 25:52Mak 32:5
2 Mak. 25:71Mad 13:1
2 Mak. 25:72Mak 13:16; 19:2
2 Mak. 25:8Zvi 24:10
2 Mak. 25:82Mak 14:11; 20:6; Pis 33:20
2 Mak. 25:8Jer 18:23
2 Mak. 25:92Mad 14:1
2 Mak. 25:92Mak 25:6
2 Mak. 25:91Sa 2:7; Zvi 10:22; Hag 2:8
2 Mak. 25:102Sa 19:43; Zvi 29:22
2 Mak. 25:112Sa 8:13; Pis 60:mashoko ekusuma
2 Mak. 25:112Mak 20:10
2 Mak. 25:112Mad 14:7
2 Mak. 25:12Obh 3; Mab 1:18
2 Mak. 25:132Mak 25:9
2 Mak. 25:131Mad 16:24, 29
2 Mak. 25:131Mad 9:17; 2Mak 8:5
2 Mak. 25:142Mak 28:23
2 Mak. 25:14Eks 20:3; Dhe 7:5, 25
2 Mak. 25:14Eks 20:5
2 Mak. 25:142Mak 28:25; 34:25
2 Mak. 25:152Mak 24:20; Jer 2:5
2 Mak. 25:15Pis 96:5
2 Mak. 25:15Pis 115:8; Isa 46:2; Jer 10:5; 1VaK 8:4; 10:20
2 Mak. 25:162Mak 16:10; 18:25
2 Mak. 25:16Zvi 9:7; 15:10; Isa 30:10; 2Ti 4:3
2 Mak. 25:16Eze 18:26
2 Mak. 25:161Sa 2:25
2 Mak. 25:16Zvi 29:1
2 Mak. 25:172Mad 14:8
2 Mak. 25:17Zvi 20:3
2 Mak. 25:182Mad 14:9
2 Mak. 25:181Mad 4:33
2 Mak. 25:18Vat 9:8
2 Mak. 25:18Pis 80:13
2 Mak. 25:192Mak 25:11
2 Mak. 25:19Dhe 8:14; 2Mak 26:16; 32:25; Zvi 16:18; 28:25; Dha 5:20; Ha 2:4
2 Mak. 25:19Zvi 29:23; Jer 9:23
2 Mak. 25:19Zvi 12:15
2 Mak. 25:192Mad 14:10
2 Mak. 25:192Mak 35:21
2 Mak. 25:201Mad 12:15; 2Mak 22:7
2 Mak. 25:202Mak 25:14
2 Mak. 25:212Mad 14:11
2 Mak. 25:212Sa 2:14; 2Mak 25:17
2 Mak. 25:21Jos 21:16; 1Sa 6:9, 19
2 Mak. 25:222Mad 14:12
2 Mak. 25:221Mad 22:36
2 Mak. 25:23Zvi 25:8
2 Mak. 25:232Mad 14:13
2 Mak. 25:23Ne 8:16; 12:39
2 Mak. 25:232Mak 26:9; Jer 31:38; Zek 14:10
2 Mak. 25:241Mad 7:51; 15:18; 2Mad 25:15; 2Mak 12:9
2 Mak. 25:241Mad 14:26; 2Mad 24:13
2 Mak. 25:242Mad 14:14
2 Mak. 25:252Mad 14:1
2 Mak. 25:252Mad 14:17
2 Mak. 25:252Mad 13:10; 14:15
2 Mak. 25:262Mak 12:15
2 Mak. 25:261Mad 14:29; 2Mad 12:19
2 Mak. 25:262Mad 14:18
2 Mak. 25:272Mad 12:20; 15:10; 21:23
2 Mak. 25:27Jos 10:31; Mik 1:13
2 Mak. 25:272Mad 14:19
2 Mak. 25:282Mad 14:20
2 Mak. 25:281Mad 2:10; 11:43
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
2 Makoronike 25:1-28

2 Makoronike

25 Amaziya+ akava mambo aine makore makumi maviri nemashanu, uye akatonga kwemakore makumi maviri nemapfumbamwe ari muJerusarema. Amai vake vainzi Jehoadhani+ wokuJerusarema. 2 Iye akaramba achiita zvakarurama pamberi paJehovha,+ asi asingaiti nomwoyo wakakwana.+ 3 Zvino umambo hwacho pahwakanga hwangosimba nokuda kwake, akabva auraya+ vashandi vake+ vakanga vauraya mambo, ivo baba vake.+ 4 Haana kuuraya vanakomana vavo, asi akaita maererano nezvakanyorwa mumutemo, mubhuku raMosesi,+ zvakarayirwa naJehovha, achiti: “Madzibaba haafaniri kufa nokuda kwevanakomana,+ uyewo vanakomana havafaniri kufa nokuda kwemadzibaba;+ asi mumwe nomumwe anofanira kufa nokuda kwechivi chake.”+

5 Amaziya akaunganidza vaJudha, akaita kuti vamire maererano nedzimba dzemadzitateguru,+ maererano nevakuru vezviuru+ uye maererano nevakuru vemazana+ vevaJudha vose nevaBenjamini; uye akavanyora kubvira pane vaiva nemakore makumi maviri+ zvichikwira, akazowana kuti varume vakanga vakasarudzwa kuenda kuhondo, vaishandisa mapfumo marefu+ nenhoo+ huru, vaiva zviuru mazana matatu. 6 Akabhadharawo matarenda esirivha zana kuti atore varume vaIsraeri vakanga vakashinga, vaiva nesimba, vaisvika zviuru zana. 7 Zvino mumwe munhu waMwari+ wechokwadi akauya kwaari, akati: “Haiwa mambo, uto revaIsraeri ngarirege kuenda nemi, nokuti Jehovha haasi pakati pevaIsraeri,+ ivo vanakomana vose vaEfremu. 8 Asi endai moga, muite chimwe chinhu, shingai nokuda kwehondo.+ Mwari wechokwadi angaita kuti muparare pamberi pomuvengi; nokuti Mwari ane simba rokubatsira+ nerokuita kuti muparare.”+ 9 Amaziya+ akabva ati kumunhu waMwari wechokwadi: “Zvino ndoita sei nematarenda zana andakapa varwi vevaIsraeri?”+ Munhu waMwari wechokwadi akati: “Jehovha anokwanisa kukupai zvakawanda kupfuura izvi.”+ 10 Naizvozvo Amaziya akavatsaura, ivo varwi vakanga vauya kwaari vachibva kwaEfremu, kuti vaende kunzvimbo yavo. Asi, ivo vakatsamwira Judha kwazvo, zvokuti vakadzokera kunzvimbo yavo vakatsamwa kwazvo.+

11 Amaziya akashinga, akatungamirira vanhu vake, vakaenda kuMupata woMunyu;+ uye akauraya vanakomana vaSeiri,+ vane zviuru gumi.+ 12 Kwaiva nevane zviuru gumi vakatapwa nevanakomana vaJudha vari vapenyu. Naizvozvo vakaenda navo pamusoro peibwe, vakavakanda vachibva pamusoro peibwe; uye vose zvavo vakatsemuka nepakati.+ 13 Zvino nhengo dzevarwi vakanga vadzoswa naAmaziya kuti varege kuenda naye kuhondo+ dzakarwisa maguta aJudha, kubvira kuSamariya+ kusvikira kuBheti-horoni,+ dzikauraya vane zviuru zvitatu, dzikapamba zvinhu zvizhinji.

14 Zvino pashure pokunge Amaziya asvika achibva kunouraya vaEdhomu, akauya navanamwari+ vevanakomana vaSeiri, akavaita vanamwari vake,+ akakotama pamberi pavo,+ akavakwidzira utsi hwezvibayiro.+ 15 Naizvozvo Jehovha akatsamwira Amaziya kwazvo, nokudaro akamutumira muprofita, akati kwaari: “Matsvakireiko+ vanamwari+ vemarudzi vasina kununura vanhu vavo muruoko rwenyu?”+ 16 Zvino paakataura naye, mambo akabva ati kwaari: “Takakugadza kuti uve gurukota ramambo here?+ Nyarara kana uchida upenyu.+ Nei vachifanira kukuuraya?” Naizvozvo muprofita wacho akanyarara, asi akati: “Ndinoziva kuti Mwari atsunga kukuparadzai,+ nokuti maita izvi+ uye hamuna kuteerera zano rangu.”+

17 Amaziya mambo waJudha akabva atsvaka zano, akatumira shoko kuna Jehoashi mwanakomana waJehoahazi mwanakomana waJehu mambo waIsraeri,+ achiti: “Uya! Ngatirwisane takatarirana chiso nechiso.”+ 18 Jehoashi mambo waIsraeri akabva atumira shoko kuna Amaziya mambo waJudha achiti:+ “Utumbambeva hwaiva muRebhanoni hwakatumira shoko kumusidhari waiva muRebhanoni,+ huchiti, ‘Ipa mwanakomana wangu mwanasikana wako kuti ave mudzimai wake.’+ Asi imwe mhuka yomusango+ yaiva muRebhanoni yakapfuura nepo ikatsika-tsika utumbambeva hwacho. 19 Wakazviudza kuti, Tarira wakaparadza Edhomu.+ Mwoyo wako+ waita kuti uzvikwidziridze kuti ukudzwe.+ Zvino ramba uchigara mumba mako.+ Unodirei kukakavara iwe zvinhu zvisina kukumirira zvakanaka,+ woparara iwe nevaJudha vauinavo?”+

20 Asi Amaziya haana kuteerera; nokuti zvakanga zvichibva kuna Mwari+ wechokwadi kuti avaise muruoko rwake, nokuti vakanga vatsvaka vanamwari veEdhomu.+ 21 Naizvozvo Jehoashi mambo waIsraeri akaenda,+ vakarwisana vakatarirana chiso nechiso,+ iye naAmaziya mambo waJudha, kuBheti-shemeshi+ raJudha. 22 Judha akakundwa naIsraeri,+ zvokuti mumwe nomumwe akatizira kutende rake.+ 23 Jehoashi mambo waIsraeri akabata+ Amaziya mambo waJudha mwanakomana waJehoashi mwanakomana waJehoahazi kuBheti-shemeshi, achibva azoenda naye kuJerusarema,+ akaputsa rusvingo rweJerusarema, kubvira paGedhi raEfremu+ kusvikira kuGedhi Repakona,+ makubhiti mazana mana. 24 Akatora ndarama yose nesirivha nezvinhu zvose zvaiva muimba yaMwari wechokwadi zviina Obhedhi-edhomu+ nomunzvimbo dzaichengeterwa pfuma yeimba yamambo+ pamwe chete nevasungwa, akabva adzokera kuSamariya.+

25 Zvino Amaziya+ mwanakomana waJehoashi mambo waJudha akararama kwemakore gumi nemashanu+ pashure pokufa kwaJehoashi+ mwanakomana waJehoahazi mambo waIsraeri. 26 Mamwe mabasa ose aAmaziya, okutanga neokupedzisira,+ tarirai! haana kunyorwa here muBhuku+ reMadzimambo aJudha naIsraeri?+ 27 Kubvira panguva yakatsauka Amaziya pakutevera Jehovha, vakamumukira+ muJerusarema. Akazotizira kuRakishi;+ asi vakatuma vanhu, vakamutevera kuRakishi, vakamuurayira ikoko.+ 28 Naizvozvo vakamutakura nemabhiza,+ vakamuviga pamwe chete nemadzitateguru ake muguta raJudha.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe