VaEfeso 5:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Nokuti munoziva izvi, uye munonyatsozviziva, kuti hapana chifeve+ kana munhu asina kuchena kana munhu anokara+—zvinoreva kuva munhu anonamata zvidhori—ane nhaka chero ipi zvayo muumambo hwaKristu nohwaMwari.+ 1 Timoti 6:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Nokuti kuda+ mari ndiwo mudzi+ wezvinhu zvinokuvadza zvemarudzi ose,+ uye vachitevera rudo irworwo, vamwe vakatsauswa pakutenda, vakazvibaya pose pose nokurwadziwa kuzhinji.+
5 Nokuti munoziva izvi, uye munonyatsozviziva, kuti hapana chifeve+ kana munhu asina kuchena kana munhu anokara+—zvinoreva kuva munhu anonamata zvidhori—ane nhaka chero ipi zvayo muumambo hwaKristu nohwaMwari.+
10 Nokuti kuda+ mari ndiwo mudzi+ wezvinhu zvinokuvadza zvemarudzi ose,+ uye vachitevera rudo irworwo, vamwe vakatsauswa pakutenda, vakazvibaya pose pose nokurwadziwa kuzhinji.+