Pisarema 49:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Nokuti anoona kuti kunyange vakachenjera vanofa,+Benzi neasingafungi vanoparara pamwe chete,+Vanosiyira vamwe zvavairarama nazvo.+ Muparidzi 2:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Ini ndakati mumwoyo mangu:+ “Mugumo wakaita souya unowira benzi+ uchandiwirawo.”+ Saka, nei ndakava akachenjera, ndakanyanyisa kuchenjera+ panguva iyoyo? Ndakataura mumwoyo mangu ndikati: “Izviwo hazvina zvazvinobatsira.”
10 Nokuti anoona kuti kunyange vakachenjera vanofa,+Benzi neasingafungi vanoparara pamwe chete,+Vanosiyira vamwe zvavairarama nazvo.+
15 Ini ndakati mumwoyo mangu:+ “Mugumo wakaita souya unowira benzi+ uchandiwirawo.”+ Saka, nei ndakava akachenjera, ndakanyanyisa kuchenjera+ panguva iyoyo? Ndakataura mumwoyo mangu ndikati: “Izviwo hazvina zvazvinobatsira.”