RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 15:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  2 Ndiye anofamba asina mhosva+ uye anoita zvakarurama+

      Uye anotaura chokwadi mumwoyo make.+

  • Muparidzi 1:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Ini, iyeni, ndakataura nomwoyo wangu,+ ndichiti: “Tarira! Ini ndakawedzera uchenjeri kupfuura munhu wose akavapo ini ndisati ndavapo muJerusarema,+ uye mwoyo wangu wakaona uchenjeri hukuru kwazvo nezivo.”+

  • Muparidzi 3:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Ini ndakati mumwoyo mangu:+ “Mwari wechokwadi achatonga vose, munhu akarurama nomunhu akaipa,+ nokuti pane nguva yezvinhu zvose neyemabasa ose.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe