1 Madzimambo 3:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Zvino, Jehovha Mwari wangu, imi ndimi makagadza mushumiri wenyu kuti ave mambo panzvimbo yababa vangu Dhavhidhi, asi ini ndinongovawo zvangu mukomana muduku.+ Handizivi kuti ndinobuda sei uye kuti ndinopinda sei.+
7 Zvino, Jehovha Mwari wangu, imi ndimi makagadza mushumiri wenyu kuti ave mambo panzvimbo yababa vangu Dhavhidhi, asi ini ndinongovawo zvangu mukomana muduku.+ Handizivi kuti ndinobuda sei uye kuti ndinopinda sei.+