2 Samueri 20:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Mumwe mukadzi akachenjera+ akatanga kushevedzera ari muguta achiti: “Teererai, varume, teererai! Ndapota, itii kuna Joabhi, ‘Swedera pedyo pano, nditaure newe.’” Zvirevo 21:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Munhu akachenjera anokwira achipinda kunyange muguta revarume vane simba, kuti aputse simba rarinovimba naro.+ Zvirevo 24:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Munhu anoshandisa simba rake nokuchenjera murume akagwinya,+ uye munhu ane zivo anowedzera simba.+ Muparidzi 9:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Ini ndakati: “Uchenjeri huri nani kupfuura kuva nesimba;+ asi uchenjeri hwomurombo hunozvidzwa, uye mashoko ake haateererwi.”+
16 Mumwe mukadzi akachenjera+ akatanga kushevedzera ari muguta achiti: “Teererai, varume, teererai! Ndapota, itii kuna Joabhi, ‘Swedera pedyo pano, nditaure newe.’”
22 Munhu akachenjera anokwira achipinda kunyange muguta revarume vane simba, kuti aputse simba rarinovimba naro.+
16 Ini ndakati: “Uchenjeri huri nani kupfuura kuva nesimba;+ asi uchenjeri hwomurombo hunozvidzwa, uye mashoko ake haateererwi.”+