Genesisi 14:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Zvino Merekizedheki+ mambo weSarema+ akauya nechingwa newaini,+ uye aiva mupristi waMwari Wokumusorosoro.+ 2 Makoronike 1:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 uchapiwa uchenjeri nezivo;+ uye ndichakupawo zvinhu zvizhinji nepfuma nokukudzwa zvisina kumbova nemadzimambo akavapo iwe usati wavapo,+ uye zvisingazovi naani naani zvake anokutevera.”+ Muparidzi 2:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Ndakava mukuru, ndikawedzera kupfuura vose vakavapo ini ndisati ndavapo muJerusarema.+ Uyezve, uchenjeri hwangu hwakaramba huri hwangu.+
18 Zvino Merekizedheki+ mambo weSarema+ akauya nechingwa newaini,+ uye aiva mupristi waMwari Wokumusorosoro.+
12 uchapiwa uchenjeri nezivo;+ uye ndichakupawo zvinhu zvizhinji nepfuma nokukudzwa zvisina kumbova nemadzimambo akavapo iwe usati wavapo,+ uye zvisingazovi naani naani zvake anokutevera.”+
9 Ndakava mukuru, ndikawedzera kupfuura vose vakavapo ini ndisati ndavapo muJerusarema.+ Uyezve, uchenjeri hwangu hwakaramba huri hwangu.+