Genesisi 41:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 Pashure paizvozvo Farao akati kuna Josefa: “Mwari zvaaita kuti uzive zvose izvi,+ hapana mumwe munhu akangwara uye akachenjera sezvawakaita.+ Zvirevo 22:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Rereka nzeve yako unzwe mashoko evakachenjera,+ kuti mwoyo wako uve nezivo yangu.+ Dhanieri 12:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 “Vane njere vachapenya sechiedza chokudenga;+ uye vaya vari kuita kuti vazhinji vave vakarurama,+ vachapenya senyeredzi nokusingagumi, kunyange nokusingaperi.
39 Pashure paizvozvo Farao akati kuna Josefa: “Mwari zvaaita kuti uzive zvose izvi,+ hapana mumwe munhu akangwara uye akachenjera sezvawakaita.+
3 “Vane njere vachapenya sechiedza chokudenga;+ uye vaya vari kuita kuti vazhinji vave vakarurama,+ vachapenya senyeredzi nokusingagumi, kunyange nokusingaperi.