Jeremiya 31:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Nokuti kune zuva iro varindi vari munzvimbo ine makomo yaEfremu vachashevedzera kuti, ‘Haiwa imi vanhu, simukai, ngatikwirei kuZiyoni, kuna Jehovha Mwari wedu.’”+ Zekariya 8:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 “Zvanzi naJehovha wemauto, ‘Mumazuva iwayo varume gumi vanobva mumitauro yose yemarudzi+ vachabata,+ chokwadi vachabata kumupendero wenguo yomuJudha,+ vachiti: “Tichaenda nemi,+ nokuti takanzwa kuti Mwari anemi.”’”+ Zvakazarurwa 22:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Mudzimu+ nomwenga+ vanoramba vachiti: “Uya!” Munhu wose anonzwa ngaati: “Uya!”+ Munhu wose anonzwa nyota ngaauye;+ munhu wose anoda ngaatore mvura youpenyu asingatengi.+
6 Nokuti kune zuva iro varindi vari munzvimbo ine makomo yaEfremu vachashevedzera kuti, ‘Haiwa imi vanhu, simukai, ngatikwirei kuZiyoni, kuna Jehovha Mwari wedu.’”+
23 “Zvanzi naJehovha wemauto, ‘Mumazuva iwayo varume gumi vanobva mumitauro yose yemarudzi+ vachabata,+ chokwadi vachabata kumupendero wenguo yomuJudha,+ vachiti: “Tichaenda nemi,+ nokuti takanzwa kuti Mwari anemi.”’”+
17 Mudzimu+ nomwenga+ vanoramba vachiti: “Uya!” Munhu wose anonzwa ngaati: “Uya!”+ Munhu wose anonzwa nyota ngaauye;+ munhu wose anoda ngaatore mvura youpenyu asingatengi.+