Isaya 55:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 55 Nhai imi, imi mose mune nyota!+ Uyai kumvura.+ Vaya vasina mari! Uyai, tengai mudye.+ Chokwadi, uyai mutenge waini+ nomukaka+ kunyange musina mari uye pasina mutengo.+ Johani 7:37 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 37 Zvino pazuva rokupedzisira, zuva guru romutambo,+ Jesu akanga amire uye akashevedzera, achiti: “Kana munhu aine nyota,+ ngaauye kwandiri anwe. Zvakazarurwa 7:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 nokuti Gwayana,+ riri pakati pechigaro choumambo, richavafudza,+ uye richavatungamirira kuzvitubu zvemvura+ youpenyu. Mwari achapukuta misodzi yose pamaziso avo.”+ Zvakazarurwa 21:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Uye akati kwandiri: “Zvaitika! Ndini Arufa naOmega, mavambo nomugumo.+ Munhu wose anonzwa nyota ndichamupa mvura inobva muchitubu chemvura youpenyu asingatengi.+
55 Nhai imi, imi mose mune nyota!+ Uyai kumvura.+ Vaya vasina mari! Uyai, tengai mudye.+ Chokwadi, uyai mutenge waini+ nomukaka+ kunyange musina mari uye pasina mutengo.+
37 Zvino pazuva rokupedzisira, zuva guru romutambo,+ Jesu akanga amire uye akashevedzera, achiti: “Kana munhu aine nyota,+ ngaauye kwandiri anwe.
17 nokuti Gwayana,+ riri pakati pechigaro choumambo, richavafudza,+ uye richavatungamirira kuzvitubu zvemvura+ youpenyu. Mwari achapukuta misodzi yose pamaziso avo.”+
6 Uye akati kwandiri: “Zvaitika! Ndini Arufa naOmega, mavambo nomugumo.+ Munhu wose anonzwa nyota ndichamupa mvura inobva muchitubu chemvura youpenyu asingatengi.+