Pisarema 78:57 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 57 Vakarambawo vachidzoka shure, vachinyengera semadzibaba avo;+Vakatendeuka, vakaita souta hwakadhamba.+ Jeremiya 2:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 “Ndakakuunzai zvishoma nezvishoma kunyika ine michero, kuti mudye zvibereko zvayo nezvinhu zvayo zvakanaka.+ Asi makapinda, mukasvibisa nyika yangu; uye makaita kuti nhaka yangu ive chinhu chinosemesa.+
57 Vakarambawo vachidzoka shure, vachinyengera semadzibaba avo;+Vakatendeuka, vakaita souta hwakadhamba.+
7 “Ndakakuunzai zvishoma nezvishoma kunyika ine michero, kuti mudye zvibereko zvayo nezvinhu zvayo zvakanaka.+ Asi makapinda, mukasvibisa nyika yangu; uye makaita kuti nhaka yangu ive chinhu chinosemesa.+