Ezra 9:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Nokuti vakagamuchira vamwe vanasikana vavo nokuda kwavo uye nokuda kwevanakomana vavo;+ uye ivo, rudzi rutsvene,+ vavhengana+ nemarudzi enyika dzacho, uye ruoko rwemachinda nevatevedzeri vevatongi rwava irwo rwakanyanya+ pane kusatendeka uku.” Nehemiya 13:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Kana vari vanakomana vavo, hafu yaitaura mutauro wechiAshdhodhi, uye hapana mumwe wavo aigona kutaura chiJudha,+ asi rurimi rwevamwe vanhu.
2 Nokuti vakagamuchira vamwe vanasikana vavo nokuda kwavo uye nokuda kwevanakomana vavo;+ uye ivo, rudzi rutsvene,+ vavhengana+ nemarudzi enyika dzacho, uye ruoko rwemachinda nevatevedzeri vevatongi rwava irwo rwakanyanya+ pane kusatendeka uku.”
24 Kana vari vanakomana vavo, hafu yaitaura mutauro wechiAshdhodhi, uye hapana mumwe wavo aigona kutaura chiJudha,+ asi rurimi rwevamwe vanhu.