2 Samueri 23:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Munhu paanovabataAnofanira kunge akashongedzwa zvakakwana nesimbi nomubato wepfumo,Vachanyatsopiswa nomoto.”+ Isaya 9:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Nokuti zvakaipa zvapfuta somoto;+ iwo uchaparadza makwenzi eminzwa nemasora.+ Zvichabatira moto mumatenhere omusango,+ uye achakwira kumusoro seshongwe youtsi.+
7 Munhu paanovabataAnofanira kunge akashongedzwa zvakakwana nesimbi nomubato wepfumo,Vachanyatsopiswa nomoto.”+
18 Nokuti zvakaipa zvapfuta somoto;+ iwo uchaparadza makwenzi eminzwa nemasora.+ Zvichabatira moto mumatenhere omusango,+ uye achakwira kumusoro seshongwe youtsi.+