Isaya 52:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 52 Muka, muka, pfeka simba rako,+ haiwa iwe Ziyoni! Pfeka nguo dzako dzakanaka,+ haiwa iwe Jerusarema, guta dzvene!+ Nokuti munhu asina kudzingiswa uye asina kuchena haazopindizve mauri.+
52 Muka, muka, pfeka simba rako,+ haiwa iwe Ziyoni! Pfeka nguo dzako dzakanaka,+ haiwa iwe Jerusarema, guta dzvene!+ Nokuti munhu asina kudzingiswa uye asina kuchena haazopindizve mauri.+