RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Nehemiya 11:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Zvino machinda+ evanhu aigara muJerusarema;+ asi vamwe vanhu vose, vakakanda mijenya+ kuti vaunze mumwe chete pavanhu gumi voga voga kuti agare muJerusarema guta dzvene,+ uye zvimwe zvikamu zvipfumbamwe mune mamwe maguta.

  • Pisarema 48:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 48 Jehovha mukuru uye anofanira kurumbidzwa kwazvo+

      Muguta raMwari wedu,+ imo mugomo rake dzvene.+

  • Mateu 4:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Dhiyabhorosi akabva aenda naye muguta dzvene,+ akamumisa pamusoro porusvingo rwetemberi,

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe