Isaya 30:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Ivo vanhu vari muZiyoni+ pavachagara muJerusarema,+ chokwadi iwe hauzosvimhi misodzi.+ Chokwadi iye achakunzwira nyasha paanonzwa kuchema kwako; achakupindura paanongokunzwa.+ Isaya 65:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Ndichafarira Jerusarema ndopemberera vanhu vangu nomufaro;+ uye mariri hamuzonzwikizve inzwi rokuchema kana kuti inzwi rokuchema kwokutambura.”+
19 Ivo vanhu vari muZiyoni+ pavachagara muJerusarema,+ chokwadi iwe hauzosvimhi misodzi.+ Chokwadi iye achakunzwira nyasha paanonzwa kuchema kwako; achakupindura paanongokunzwa.+
19 Ndichafarira Jerusarema ndopemberera vanhu vangu nomufaro;+ uye mariri hamuzonzwikizve inzwi rokuchema kana kuti inzwi rokuchema kwokutambura.”+