Pisarema 86:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Nokuti muri mukuru uye munoita zvinhu zvinoshamisa;+Ndimi Mwari, imi moga.+ Isaya 6:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Zvino iri rakashevedzera kune iro rikati: “Mutsvene, mutsvene, mutsvene ndiye Jehovha wemauto.+ Zvinhu zvizere munyika yose zvinoratidza kubwinya kwake.”
3 Zvino iri rakashevedzera kune iro rikati: “Mutsvene, mutsvene, mutsvene ndiye Jehovha wemauto.+ Zvinhu zvizere munyika yose zvinoratidza kubwinya kwake.”