Jeremiya 14:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Judha ari kuchema,+ uye magedhi ake aparara.+ Agara pasi akasuruvara,+ uye kushevedzera kweJerusarema kwakwirawo.+ Mariro 1:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Nzira dzeZiyoni dziri kuchema, nokuti hapana vari kuuya kumutambo.+Magedhi aro ose akaparadzwa;+ vapristi varo vari kugomera.+Mhandara dzaro dzine shungu, uye iro riri kurwadziwa.+
2 Judha ari kuchema,+ uye magedhi ake aparara.+ Agara pasi akasuruvara,+ uye kushevedzera kweJerusarema kwakwirawo.+
4 Nzira dzeZiyoni dziri kuchema, nokuti hapana vari kuuya kumutambo.+Magedhi aro ose akaparadzwa;+ vapristi varo vari kugomera.+Mhandara dzaro dzine shungu, uye iro riri kurwadziwa.+