Eksodho 19:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 ‘Imi makaona zvandakaitira vaIjipiti,+ kuti ndikutakurei pamapapiro emakondo ndokuunzai kwandiri.+