Isaya 44:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Muvezi wesimbi anoshandisa chokuvezesa, ave achiigadzira nemazimbe; uye anoigadzira nenyundo, uye anoramba achiigadzira noruoko rwake rune simba.+ Uyewo, ava nenzara, naizvozvo haana simba. Haana kunwa mvura; naizvozvo anoneta. Isaya 46:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Kune vaya vari kudurura ndarama zhinji ichibva muchikwama, uye vanoyera sirivha nedanda rechikero. Vanobhadhara mupfuri wesimbi, uye iye anoigadzirisa mwari.+ Vanogwadama, chokwadi, vanokotama.+
12 Muvezi wesimbi anoshandisa chokuvezesa, ave achiigadzira nemazimbe; uye anoigadzira nenyundo, uye anoramba achiigadzira noruoko rwake rune simba.+ Uyewo, ava nenzara, naizvozvo haana simba. Haana kunwa mvura; naizvozvo anoneta.
6 Kune vaya vari kudurura ndarama zhinji ichibva muchikwama, uye vanoyera sirivha nedanda rechikero. Vanobhadhara mupfuri wesimbi, uye iye anoigadzirisa mwari.+ Vanogwadama, chokwadi, vanokotama.+