Isaya 40:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Mhizha yagadzira mufananidzowo zvawo nesimbi yakanyungudutswa,+ mupfuri wesimbi anoufukidza nendarama,+ uye anogadzira cheni dzesirivha.+ Isaya 41:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Naizvozvo mhizha yakasimbisa mupfuri wesimbi;+ munhu anokwenenzvera nenyundo akasimbisa anopfura pachipfuriro, achiti pamusoro pokunamatidza: “Zvakanaka.” Mumwe akazoubatanidza nezvipikiri kuti urege kuzununguswa.+ Isaya 46:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Kune vaya vari kudurura ndarama zhinji ichibva muchikwama, uye vanoyera sirivha nedanda rechikero. Vanobhadhara mupfuri wesimbi, uye iye anoigadzirisa mwari.+ Vanogwadama, chokwadi, vanokotama.+
19 Mhizha yagadzira mufananidzowo zvawo nesimbi yakanyungudutswa,+ mupfuri wesimbi anoufukidza nendarama,+ uye anogadzira cheni dzesirivha.+
7 Naizvozvo mhizha yakasimbisa mupfuri wesimbi;+ munhu anokwenenzvera nenyundo akasimbisa anopfura pachipfuriro, achiti pamusoro pokunamatidza: “Zvakanaka.” Mumwe akazoubatanidza nezvipikiri kuti urege kuzununguswa.+
6 Kune vaya vari kudurura ndarama zhinji ichibva muchikwama, uye vanoyera sirivha nedanda rechikero. Vanobhadhara mupfuri wesimbi, uye iye anoigadzirisa mwari.+ Vanogwadama, chokwadi, vanokotama.+