Dheuteronomi 33:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Mwari wenguva yekare inzvimbo yokuvanda,+Nechepasi pane maoko asingagumi.+Achadzinga muvengi pamberi pako,+Uye achati, ‘Vatsakatise!’+ Pisarema 29:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Chokwadi Jehovha achapa vanhu vake simba.+Jehovha achakomborera vanhu vake norugare.+ Zekariya 10:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Ndichaita kuti vave vakuru muna Jehovha,+ uye vachafamba+ nezita rake,’ ndizvo zvinotaura Jehovha.”
27 Mwari wenguva yekare inzvimbo yokuvanda,+Nechepasi pane maoko asingagumi.+Achadzinga muvengi pamberi pako,+Uye achati, ‘Vatsakatise!’+
12 Ndichaita kuti vave vakuru muna Jehovha,+ uye vachafamba+ nezita rake,’ ndizvo zvinotaura Jehovha.”