Isaya 12:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 “Pururudza ushevedzere nokufara, haiwa iwe mukadzi anogara muZiyoni, nokuti mukuru ari pakati pako ndiye Mutsvene waIsraeri.”+ Jeremiya 9:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 “Asi anozvikudza ngaazvikudze nokuda kwechinhu ichi, kuva nenjere+ uye kuva nezivo pamusoro pangu, kuti ndini Jehovha,+ Iye ane mutsa worudo, kururamisira nokururama panyika;+ nokuti ndinofarira zvinhu izvi,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha.
6 “Pururudza ushevedzere nokufara, haiwa iwe mukadzi anogara muZiyoni, nokuti mukuru ari pakati pako ndiye Mutsvene waIsraeri.”+
24 “Asi anozvikudza ngaazvikudze nokuda kwechinhu ichi, kuva nenjere+ uye kuva nezivo pamusoro pangu, kuti ndini Jehovha,+ Iye ane mutsa worudo, kururamisira nokururama panyika;+ nokuti ndinofarira zvinhu izvi,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha.