Isaya 40:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Zvino mungafananidza Mwari naani,+ mungamuenzanisa nomufananidzo upi?+ Isaya 46:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Yeukai zvinhu zvokutanga zvekare kare,+ kuti ndini Mwari+ uye hakuna mumwe Mwari,+ kana ani naani akafanana neni;+
9 Yeukai zvinhu zvokutanga zvekare kare,+ kuti ndini Mwari+ uye hakuna mumwe Mwari,+ kana ani naani akafanana neni;+