RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 15:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Zvino akati kuna Abramu: “Chokwadi ziva kuti vana vako vachava vatorwa munyika isiri yavo,+ vachavashandira, uye ivava vachavatambudza kwemakore mazana mana.+

  • Dheuteronomi 28:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 “Zvino kana ukasateerera inzwi raJehovha Mwari wako nokuchenjerera kuita mirayiro yake yose nemirau yake yandiri kukurayira nhasi, kutukwa kwose uku kuchauyawo pauri kwokubata:+

  • Isaya 48:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 iniwo ndakaramba ndichikuzivisa kubvira panguva iyoyo. Zvisati zvaitika, ndakaita kuti uzvinzwe,+ kuti urege kuti, ‘Zvaitwa nechidhori changu, uye zvarayirwa nomufananidzo wangu wakavezwa uye nomufananidzo wangu wakaumbwa nesimbi yakanyungudutswa.’+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe