RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 36:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Vanamwari veHamati+ neApadhi+ vari kupi? Vanamwari veSefavhaimu+ vari kupi? Vakanunura Samariya paruoko rwangu here?+

  • Isaya 37:38
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 38 Zvino zvaakanga achikotama ari muimba yaNisroki+ mwari wake,+ Adramereki naSharezeri, vanakomana vake, vakamuuraya nebakatwa,+ ivo vakatizira kunyika yeArarati.+ Mwanakomana wake Esari-hadhoni+ akatanga kutonga panzvimbo pake.

  • Isaya 45:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 “Unganai muuye.+ Swederai pedyo pamwe chete, imi vapukunyuki vanobva kumarudzi.+ Vaya vari kutakura danda romufananidzo wavo wakavezwa havana kuziva, nevaya vari kunyengetera kuna mwari asingagoni kuponesa.+

  • Isaya 46:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Vanomutakura papfudzi,+ vanoenda naye vomuisa munzvimbo yake kuti amire. Haatsuguduki panzvimbo yake yaanomira.+ Kunyange kana munhu akashevedzera kwaari, iye haapinduri; haaponesi munhu pakutambudzika kwake.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe