Dheuteronomi 32:46 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 46 akati kwavari: “Isai mashoko ose andiri kutaura nhasi ndichikunyeverai mumwoyo menyu,+ kuti murayire vanakomana venyu kuti vachenjerere kuita mashoko ose omutemo uyu.+ Ezekieri 40:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Murume wacho akatanga kutaura neni achiti: “Mwanakomana womunhu,+ ona nemaziso ako, unzwe nenzeve dzako, uye uise mwoyo wako pane zvose zvandichakuratidza, nokuti waunzwa pano kuti ini ndikuratidze. Udza imba yaIsraeri zvinhu zvose zvauri kuona.”+ Hosiya 7:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Efremu akaita senjiva+ isingafungi, isina njere.+ Vakashevedzera kuIjipiti;+ vakaenda kuAsiriya.+
46 akati kwavari: “Isai mashoko ose andiri kutaura nhasi ndichikunyeverai mumwoyo menyu,+ kuti murayire vanakomana venyu kuti vachenjerere kuita mashoko ose omutemo uyu.+
4 Murume wacho akatanga kutaura neni achiti: “Mwanakomana womunhu,+ ona nemaziso ako, unzwe nenzeve dzako, uye uise mwoyo wako pane zvose zvandichakuratidza, nokuti waunzwa pano kuti ini ndikuratidze. Udza imba yaIsraeri zvinhu zvose zvauri kuona.”+