RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 7:26
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 26 Usaunza chinhu chinosemesa mumba mako kuti urege kuva chinhu chinofanira kuparadzwa chose saicho. Unofanira kuchisema kwazvo nokuchivenga zvachose,+ nokuti icho chinhu chinofanira kuparadzwa chose.+

  • Dheuteronomi 27:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 “‘Ngaatukwe munhu anogadzira mufananidzo wakavezwa+ kana kuti mufananidzo wakaumbwa nesimbi yakanyungudutswa,+ chinhu chinosemesa Jehovha,+ basa remaoko omunhu anogadzira zvinhu zvematanda nezvesimbi,+ ozvivanza.’ (Vanhu vose vanofanira kupindura vachiti, ‘Ameni!’)+

  • 1 Madzimambo 11:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Soromoni akatanga kutevera Ashtoreti+ mwarikadzi wevaSidhoni naMirikomu+ chinhu chinonyangadza chevaAmoni.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe