Pisarema 100:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 100 Shevedzerai kuna Jehovha mukukunda, imi mose vanhu vepanyika.+ Isaya 49:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Shevedzerai muchifara, imi matenga,+ uye fara, iwe nyika.+ Makomo ngaafare nokushevedzera kwokufara.+ Nokuti Jehovha anyaradza vanhu vake,+ uye anonzwira tsitsi vanhu vake vanotambudzika.+
13 Shevedzerai muchifara, imi matenga,+ uye fara, iwe nyika.+ Makomo ngaafare nokushevedzera kwokufara.+ Nokuti Jehovha anyaradza vanhu vake,+ uye anonzwira tsitsi vanhu vake vanotambudzika.+