Pisarema 98:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Shevedzerai mukukunda kuna Jehovha, imi mose vanhu vepanyika.+Farai mushevedzere muchifara, muimbe.+ Isaya 42:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Imbirai Jehovha rwiyo rutsva,+ kurumbidzwa kwake kubvira kumugumo wenyika,+ imi muri kuenda kugungwa+ nokune zviri mariri, imi zvitsuwa nemi muri kugara mazviri.+
4 Shevedzerai mukukunda kuna Jehovha, imi mose vanhu vepanyika.+Farai mushevedzere muchifara, muimbe.+
10 Imbirai Jehovha rwiyo rutsva,+ kurumbidzwa kwake kubvira kumugumo wenyika,+ imi muri kuenda kugungwa+ nokune zviri mariri, imi zvitsuwa nemi muri kugara mazviri.+