Jeremiya 10:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Mugove waJakobho+ hauna kuita sezvinhu izvi, nokuti iye ndiye Muumbi wezvinhu zvose,+ uye Israeri ndiye mudonzvo wenhaka yake.+ Jehovha wemauto ndiro zita rake.+
16 Mugove waJakobho+ hauna kuita sezvinhu izvi, nokuti iye ndiye Muumbi wezvinhu zvose,+ uye Israeri ndiye mudonzvo wenhaka yake.+ Jehovha wemauto ndiro zita rake.+