Isaya 48:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Ndichadzivisa kutsamwa kwangu nokuda kwezita rangu,+ uye ndichazvidzora kwauri nokuda kwokurumbidzwa kwangu kuti urege kuparadzwa.+
9 Ndichadzivisa kutsamwa kwangu nokuda kwezita rangu,+ uye ndichazvidzora kwauri nokuda kwokurumbidzwa kwangu kuti urege kuparadzwa.+