RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Samueri 12:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 Nokuti Jehovha haazosiyi+ vanhu vake nokuda kwezita rake guru,+ nokuti Jehovha akazvifungira oga kuti akuitei vanhu vake.+

  • Pisarema 25:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Nokuda kwezita renyu, haiwa Jehovha,+

      Kanganwiraiwo kukanganisa kwangu, nokuti kukuru.+

  • Pisarema 79:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  9 Tibatsirei, haiwa Mwari woruponeso rwedu,+

      Nokuda kwokukudzwa kwezita renyu;+

      Tinunurei mufukidze zvivi zvedu nokuda kwezita renyu.+

  • Jeremiya 14:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Kunyange kana kukanganisa kwedu kukatipupurira zvakaipa, haiwa Jehovha, itai chimwe chinhu nokuda kwezita renyu;+ nokuti mabasa edu okusatendeka ava mazhinji;+ takakutadzirai.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe