VaRoma 11:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 uye vaIsraeri vose+ vachaponeswa saizvozvi. Sokunyorwa kwazvakaitwa kuti: “Mununuri achabva muZiyoni+ ozobvisa tsika dzokusada Mwari kuna Jakobho.+ VaRoma 15:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Nokuti ndinotaura kuti Kristu chokwadi akava mushumiri+ wevaya vakadzingiswa+ nokuda kwouchokwadi hwaMwari,+ kuti asimbise zvipikirwa+ zvakaitwa naMwari kumadzitateguru avo,
26 uye vaIsraeri vose+ vachaponeswa saizvozvi. Sokunyorwa kwazvakaitwa kuti: “Mununuri achabva muZiyoni+ ozobvisa tsika dzokusada Mwari kuna Jakobho.+
8 Nokuti ndinotaura kuti Kristu chokwadi akava mushumiri+ wevaya vakadzingiswa+ nokuda kwouchokwadi hwaMwari,+ kuti asimbise zvipikirwa+ zvakaitwa naMwari kumadzitateguru avo,