RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 27:57
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 57 Zvino zvaakanga atova manheru, kwakauya mumwe mupfumi wokuArimatiya, ainzi Josefa uyowo akanga ava mudzidzi waJesu.+

  • Mako 15:46
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 46 Naizvozvo akatenga mucheka werineni yakanaka kwazvo, akamuburutsa, akamuputira nomucheka werineni yakanaka kwazvo, akamuradzika+ muguva+ rakanga racherwa padombo guru; uye akakungurutsira dombo kusuo reguva.+

  • Johani 19:41
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 41 Sezvineiwo, panzvimbo yaakarovererwa pakanga paine munda, uye mumunda macho maiva neguva+ idzva, rakanga risati ramboradzikwa munhu.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe