Isaya 66:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Akasununguka asati atanga kurwadziwa.+ Akabereka mwanakomana asati arwadziwa.+