Isaya 54:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 54 “Shevedzera uchifara, iwe mukadzi ngomwa, asina kubereka!+ Fara nokushevedzera kwokufara uye pururudza,+ iwe usina kurwadziwa nokusununguka,+ nokuti vanakomana veakasiyiwa vazhinji kupfuura vanakomana vomukadzi ane murume,”+ Jehovha adaro. VaGaratiya 4:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Asi Jerusarema+ riri kumusoro rakasununguka, uye iro ndiro amai vedu.+
54 “Shevedzera uchifara, iwe mukadzi ngomwa, asina kubereka!+ Fara nokushevedzera kwokufara uye pururudza,+ iwe usina kurwadziwa nokusununguka,+ nokuti vanakomana veakasiyiwa vazhinji kupfuura vanakomana vomukadzi ane murume,”+ Jehovha adaro.