Mateu 19:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Nokuti kune ngomwa dzakaberekwa dzakadaro kubva mudumbu raamai vadzo,+ uye kune ngomwa dzakaitwa ngomwa nevanhu, uye kune ngomwa dzakazviita ngomwa nokuda kwoumambo hwokumatenga. Regai anogona kuzviwanira nzvimbo azviwanire nzvimbo.”+ 1 VaKorinde 7:38 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 38 Naizvozvo iyewo anoroora kana kuroorwa anoita zvakanaka,+ asi asingaroori kana kuroorwa achaita zviri nani.+ 2 VaKorinde 5:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Naizvozvo kubvira zvino hatizivi munhu panyama.+ Kunyange kana takaziva Kristu panyama,+ chokwadi iye zvino hatichamuzivi saizvozvo.+
12 Nokuti kune ngomwa dzakaberekwa dzakadaro kubva mudumbu raamai vadzo,+ uye kune ngomwa dzakaitwa ngomwa nevanhu, uye kune ngomwa dzakazviita ngomwa nokuda kwoumambo hwokumatenga. Regai anogona kuzviwanira nzvimbo azviwanire nzvimbo.”+
38 Naizvozvo iyewo anoroora kana kuroorwa anoita zvakanaka,+ asi asingaroori kana kuroorwa achaita zviri nani.+
16 Naizvozvo kubvira zvino hatizivi munhu panyama.+ Kunyange kana takaziva Kristu panyama,+ chokwadi iye zvino hatichamuzivi saizvozvo.+