Jeremiya 13:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Kana musingazorinzwi,+ mweya wangu uchachema uri munzvimbo dzokuvanda nokuda kwokuzvikudza uye uchasvimha misodzi;+ uye ziso rangu richayerera misodzi, nokuti boka rezvipfuwo+ raJehovha richange rapambwa. Mariro 1:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Nzira dzeZiyoni dziri kuchema, nokuti hapana vari kuuya kumutambo.+Magedhi aro ose akaparadzwa;+ vapristi varo vari kugomera.+Mhandara dzaro dzine shungu, uye iro riri kurwadziwa.+
17 Kana musingazorinzwi,+ mweya wangu uchachema uri munzvimbo dzokuvanda nokuda kwokuzvikudza uye uchasvimha misodzi;+ uye ziso rangu richayerera misodzi, nokuti boka rezvipfuwo+ raJehovha richange rapambwa.
4 Nzira dzeZiyoni dziri kuchema, nokuti hapana vari kuuya kumutambo.+Magedhi aro ose akaparadzwa;+ vapristi varo vari kugomera.+Mhandara dzaro dzine shungu, uye iro riri kurwadziwa.+