RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Madzimambo 25:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Nebhuzaradhani mukuru wevarindi akatapa+ vamwe vanhu vose+ vakanga vasiyiwa muguta nevakanga vatiza, vaya vakanga vaenda kuna mambo weBhabhironi nevamwe vanhu vose.

  • Mariro 3:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 Hatina kupera+ nokuda kwemabasa aJehovha omutsa worudo,+ nokuti ngoni dzake hadzizoperi.+

  • VaRoma 9:27
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 27 Zvakare, Isaya anoshevedzera pamusoro paIsraeri, kuti: “Kunyange zvazvo vanakomana vaIsraeri vangava vazhinji sejecha regungwa,+ vakasara ndivo vachaponeswa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe