Isaya 40:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Kwira mugomo refu,+ iwe mukadzi ari kuunzira Ziyoni mashoko akanaka.+ Shevedzera nesimba, iwe mukadzi ari kuunzira Jerusarema mashoko akanaka.+ Shevedzera. Usatya.+ Iti kumaguta aJudha: “Hoyu Mwari wenyu.”+
9 Kwira mugomo refu,+ iwe mukadzi ari kuunzira Ziyoni mashoko akanaka.+ Shevedzera nesimba, iwe mukadzi ari kuunzira Jerusarema mashoko akanaka.+ Shevedzera. Usatya.+ Iti kumaguta aJudha: “Hoyu Mwari wenyu.”+