Pisarema 75:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Nokuti muruoko rwaJehovha mune kapu,+Uye waini yacho iri kupupuma, izere nezvakasanganiswa.Achadurura masese ayo achibva mairi;Vakaipa vose vepanyika vachaasvina, vonwa.”+ Jeremiya 25:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Ngaanwe adzedzerekere mberi neshure uye aite sevanhu vanopenga nokuda kwebakatwa randiri kutuma pakati pawo.”+ Zvakazarurwa 14:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 iye achanwawo waini yokutsamwa kwaMwari inodururirwa mukapu yehasha+ dzake isina kuvhenganiswa, uye acharwadziswa+ nomoto nesarufa+ pamberi pengirozi tsvene nepamberi peGwayana.
8 Nokuti muruoko rwaJehovha mune kapu,+Uye waini yacho iri kupupuma, izere nezvakasanganiswa.Achadurura masese ayo achibva mairi;Vakaipa vose vepanyika vachaasvina, vonwa.”+
16 Ngaanwe adzedzerekere mberi neshure uye aite sevanhu vanopenga nokuda kwebakatwa randiri kutuma pakati pawo.”+
10 iye achanwawo waini yokutsamwa kwaMwari inodururirwa mukapu yehasha+ dzake isina kuvhenganiswa, uye acharwadziswa+ nomoto nesarufa+ pamberi pengirozi tsvene nepamberi peGwayana.