Eksodho 19:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 ‘Imi makaona zvandakaitira vaIjipiti,+ kuti ndikutakurei pamapapiro emakondo ndokuunzai kwandiri.+ Dheuteronomi 1:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 uye murenje,+ mamakaona matakurirwo amakaitwa naJehovha Mwari wenyu+ sokutakura kunoita murume mwanakomana wake, munzira yose yamakafamba kusvikira masvika kunzvimbo ino.’+
31 uye murenje,+ mamakaona matakurirwo amakaitwa naJehovha Mwari wenyu+ sokutakura kunoita murume mwanakomana wake, munzira yose yamakafamba kusvikira masvika kunzvimbo ino.’+